Zimbo Trucker

Zimbo Trucker Zimbabwean Truck Driver making a living driving trucks in USA. Dreams come true ��
(3)

Agent akati kana moinda Mereka muinde nemaSafety shoe nemaReflective worksuit edu aya epaMzansi. Handina kumbobvira ndak...
09/22/2026

Agent akati kana moinda Mereka muinde nemaSafety shoe nemaReflective worksuit edu aya epaMzansi. Handina kumbobvira ndakamapfeka zvisiri zvekumanikidzika this time ndakaramba 🤣

Mboko imboko ndokutaurira

09/22/2026

Another day another full tank 😢

09/21/2026

Mudodaz wekwedu 🫣

09/20/2026

$1000 for 150 galons apa tank harina kuzara 😢

19 September 2021, in pursuit of the American Dream 🇺🇸. 5 years today we living the dream! We thank God for the opportun...
09/19/2026

19 September 2021, in pursuit of the American Dream 🇺🇸. 5 years today we living the dream! We thank God for the opportunity 🙏🏾

Ukatsamwisana naMadam vachikunyima mudodaz, enda navo kuShopping! Kwete yeGrocery, pamunosvika kumba woti tione kuti uno...
09/18/2026

Ukatsamwisana naMadam vachikunyima mudodaz, enda navo kuShopping! Kwete yeGrocery, pamunosvika kumba woti tione kuti unokwana here! Ipapo ndoopaunoona kuti nyaya yakapera here kana kwete because haaa sorry kuvakadzi haibude asi vanenzira dzekukuti sorry 🫣

Happy friday 😎

Please hide ID ndapotaNdirimudzimai ane vana nemurume wangu uye tava ne3-4 makore tiri munyika yaTurambu. Chikuru ndanyo...
09/17/2026

Please hide ID ndapota

Ndirimudzimai ane vana nemurume wangu uye tava ne3-4 makore tiri munyika yaTurambu. Chikuru ndanyorera kuti semaDriver potai muchitsiurana

Murume wangu akanotora truck nechikwereti tisina kuwirirana, mari taiva takaisa pamwechete ndichiti imwe agotora onondiroora kuitira mangwana. Tagara tese over 10 years and nyaya iyi haadi kuinzwa hanzi vanhu vekumba kwenyu ngavatende kuti vava nemwana ari kuDiaspora

Vanoita 3-4 weeks vasipo pamba, vakauya kumba kwacho chero after 1 night vakanzwa kuti kwaita maLoads arikubhadhara vaakutorongedza kubuda. Varikumba havabve paPhone kana kundibata ndikasavatanga havandibate. Vanototanga vakuonesa maVideo evanhu vakashama kuti ti**re tese

Ini ndaneta nekunzwa maDevelopments avo avanoita nehanzvadzi yavo pamwechete nabaminini zvavasingandiudze. Mari yandinotambira vanoirongera yese zvekusara kana ne$100 havadi nditumire vabereki vangu anything.

Ndinganzi ndakanganisa here ndikati handichadi musha? Ivo vanopota vachienda kumusha ini ndonzi hapana mari. Ndibatsireiwo vana vangu vangasara vachitambura.

09/16/2026

We learn everyday ndoosaka pachinzi nemaEmployers toda experience. Unenge wati onei zvakawanda asizve iyo experience does not drive, I think it lowers the risk chete. Maonerewo angu……..

Gore randaidzidziswa truck, ndaitya reverse yeLink. Seuru Chidhuza ndobva vaburuka truck paRobot muMaydorn Warf apa tato...
09/15/2026

Gore randaidzidziswa truck, ndaitya reverse yeLink. Seuru Chidhuza ndobva vaburuka truck paRobot muMaydorn Warf apa tatosvika paDelivery vakadzima phone. Vakomana paDelivery vakati nguva tinayo tora nhambo dzako upinde! Hama weee ndakaona chisionekwi apa Seuru vaindivona zvavo from afar. Pandakapinda neReverse ndobva dzabudikira zvadzo dzichikuvara nekuseka 🤣

This is Hilary Maponga, the 1st man to be confident kundibatisa steering ndisina zvandaiziva vodoinda havo kumubhedha kwai ndakuudza zvekuita saka ona yekutamba

Address

El Paso, TX

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zimbo Trucker posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share