25/07/2026
Good luck to our learner pa test nhasi 💚
Hill start makaidzidzira zvakanaka kuma lessons, zvino ingori nguva yekuratidza examiner zvamakadzidza. Ramba wakadzikama, usamhanye, uye zvivimbe newe.
All the best! Tinokumirira ne good news yekuti PASS 🎉👏
🚗💯