11/02/2025
Windscreen Crack repair inoitwa nesu weCAR CARE tiri paBAY DK13 SUNSHINE BAZAAR COMPLEX PHASE 2 OPPOSITE STAR FM RADIO SIMON MAZORODZE/ DANIEL STREET. Kana muchida zvekuitirwa basa musataure nesu paFACEBOOK nekuti pano tinongokuratidzai zvatinoita asi hatina nguva yekuzonyatsoita follow up kuti pane ataura here. Saka kana muchida kuitirwa basa svikai paOFFICE kana kufona i repeat Phone call pa +263772117474 Ndizvo zvinokasika. Tarisai zvimwe zvatinoita paPAGE RINO kana rimwe rakanzi "HILARY'S AUTO CARE CENTRE " kana paPersonal account yakanzi "GUMISAI HILARY TAWONANHASI " Kusvika muchizvionera mega ndizvo zvinenge zviri nani.